Ruvheneko

Template:Infobox person Ruvheneko Elsie Parirenyatwa (akaberekwa 15 Gunyana 1988) munhu wemuZimbabwe uye mushamarari yeredhiyo uye muterevhizheni wehurukuro. Anoita zveushamaari uye mutsigiri wemabasa erubatsiro kune vanoshaya. Mutsigiri wechirongwa cheRuvheneko, chinova chinobuda paYouTube pamwe nenhepfenyuro yeZimbabwe Capitalk 100.4 FM neStar FM . Akange ari pachinhanho chechipiri pachirongwa cha2017 chevana veZimbabwe vari pasi pemakore makumi mana vane mukurumbira pasi rose chakagadzirwa nepepanhau remabhizinesi reku UK.


From Wikipedia, the free encyclopedia ยท View on Wikipedia

Developed by Tubidy