Yao

Yao kana ChiYao rurimi rwunotaurwa munyika dzinoti: Malawi; Zambia, Mozambique neZimbabwe. Mutauro uyu wakapararira munyika dzeSADC nokuda kwevanhu vakatamira munyika idzi vachitsvaga mabasa, vari vashandi vakabva kuMalawi neZambia.


From Wikipedia, the free encyclopedia · View on Wikipedia

Developed by Tubidy