Mabvazuva

Kombasi ine mabazuva aka jekeswa

Mabvazuva (kuChingezi: East) kana kuhutonga muzvidzidzo zvinotevera: pimanyika; Jekanyika; neTarachisi, idivi kana rudzivo kunobuda nako zuva mangawani ega ega. Panopimwa gonya rinokwana 180o kubva kuMabvazuva kusvika kuMadokero.


From Wikipedia, the free encyclopedia · View on Wikipedia

Developed by Tubidy